Chindunduma

Kubva Wikipedia

Shoko rokuti chindunduma kana murenga (rebellion) rinoreva hondo yokupandukira nokurwisa vari kutonga. Hondo yeChimurenga yakasunungura Zimbabwe yaiva chindunduma kurwisa Vachena vaitonga pamwe naIan Smith. Vatauri kune mamwe matunhu vanoti murenga kana kuti chimurenga.

Tsika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mudunhu reShamva kune chikoro chikuru chinonzi Chindunduma High School kwakadzidza varwi vachibva kuhondo muna 1980.