Chimbungu sezita
Mataridziko
Chimbungu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Thomas Chimbungu; Obey Chimbungu]], Mildred Chimbungu.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Mbukushu inoti dimbungu (n. hyena) kureva bere.