Chimanje-manje
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuChimanjemanje)
Chimanje-manje, Umanjemanje (kureva modernism; modern: manners, custom, fashion) kana chimanjemanje kureva matauriro, mapfekero kana tsika dzemukore uno kana mazuvano.
Kurerutsa Mutauro
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Chimanjemanje chapinda kumatare; vakabvisa mutemo unoti roora rinobvunzwa vanhu vasati vachatiswa.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- MaZulu vanoti isimanje (Modern manners, custom, fashion) vachireva chimanje kana chimanje-manje.
- MaZulu vanoti manje (adv. Now; at this time). Muenzaniso: Manje sengiyabona (Now I see) kureva ndazviona manje kana ndazoona manje.
- MaZulu vanoti manje (conj. And; and then). Muenzaniso: Wethuka manje wathatha ngejubane (He got a start and off he sped).
- MaZulu vanoti manjena (adv. Now). Muenzaniso: Manjena kuyashisa (It is hot now) kureva - iye zvino kuri kupisa.