Chimanje-manje

Kubva Wikipedia

Chimanje-manje, Umanjemanje (kureva modernism; modern: manners, custom, fashion) kana chimanjemanje kureva matauriro, mapfekero kana tsika dzemukore uno kana mazuvano.

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Chimanjemanje chapinda kumatare; vakabvisa mutemo unoti roora rinobvunzwa vanhu vasati vachatiswa.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • MaZulu vanoti isimanje (Modern manners, custom, fashion) vachireva chimanje kana chimanje-manje.
  • MaZulu vanoti manje (adv. Now; at this time). Muenzaniso: Manje sengiyabona (Now I see) kureva ndazviona manje kana ndazoona manje.
  • MaZulu vanoti manje (conj. And; and then). Muenzaniso: Wethuka manje wathatha ngejubane (He got a start and off he sped).
  • MaZulu vanoti manjena (adv. Now). Muenzaniso: Manjena kuyashisa (It is hot now) kureva - iye zvino kuri kupisa.