Chimanda sezita
Chimanda izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Francis Chimanda; Thomas Chimanda; Munyaradzi Chimanda; Tendai Chimanda.
Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitaur yeAfrika inotodzana mamwe mazwi.