Chikwekwe
Mataridziko
Chikwekwe kapukanana kanogara musango kanawanzowanikwa kakapfekera muvhudzi riri pamuviri yemhuka.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Lubukusu vanoti biikuwa (n. ticks) kureva zvikwekwe.
- Luganda vanoti enkwawa (n. tick), kureva chikwekwe.
- Lozi vanoti kufa, kgofa kana khofa (n. tick), kureva chikwekwe.

