Chikukutu sezita
Mataridziko
Chikukutu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Faith Chikukutu; Teererai Chikukutu; Panashe Chikukutu; Vimbiso Chikukutu.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.
- Mbukushu inoti thikukutu (n. July - in reference to drought).