Chikaramojong
Mataridziko
Karamojong kana Ngakarimojong mutauro unowanikwa muUganda.
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Mutauro weKaramojong hautaridze kune une mazwi anotodzana nemitauro yeBantu.
- Karamojong vanoti εbuku (n. inhabited place or country). Fananidzai nokuti sabhuku.
- Karamojong vanoti pàpáà (n. grandfather) kureva sekuru.
- Karamojong vanoti aki-sa (go slowly) kureva kunanaira.
- Karamojong vanoti áki-nók (v. go near) kureva kuswedera pedyo.
- Karamojong vanoti anina (v. to wipe off) kureva kupukuta.
- Karamojong vanoti amuro (v. to scarifice) kureva [[]].
- Karamojong vanoti akisub (v. create) kureva kusika.