Chigutiro sezita

Kubva Wikipedia

Chigutiro izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Takudzwa Chigutiro; Rudo Chigutiro; Rhoda Chigutiro; Matthew Chigutiro.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • Mandinka inoti kutiro (n. drum that's round and large) imhando yengoma hombe.
  • Zigula inoti kuguta (v. shout; call loudly; speak loudly; raise the voice; yell). Mamwe mazwi: kugutila (v. summon; shout). Kugutisa (v. yell).
  • Taabwa inoti kukuta (v. to call someone) - kushevedza munhu. Mamwe mazwi: kukutika (v. to call, threaten). Mvula yakutika (the rain threatens).
  • VaGungu vanoti kukuutira (v. tamp - to force or pack down firmly by repeated blows) vachireva kutsindira chikuva.
  • VaGungu vanoti kukuutira (v. harden a floor by pressing repeatedly with a stick). Mamwe mazwi: kukuutuura (v. make path well-trodden, due to passing via the same place continuously).