Chigumbu

Kubva Wikipedia

Chigumbu (n. disappointment; disgruntlement) kureva kuti munhu haana kufara nezvaakaitirwa.

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Ambuya venyu vane chigumbu nemi, makavimbisa kuti muchauya kuzovaona mukasazouya.
  • Baba vane chigumbu nemukuwasha wavo anogarorova mukadzi.