Cheva

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Shoko rokuti cheva rinoreva kufanana kwevanhu kana zvinhu- (resemble).

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

  • Tangai akanyanyocheva sekuru wake.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • MaZulu vanoti fuzisa (v. Cause to resemble). Mamwe mazwi: fuzisa (Pass on certain characteristics).
  • MaZulu vanoti imfuzo kana imfuzekelo (n. Similarity, resemblance). Muenzaniso: Unofuzo lukayise lwamadlebe (He takes after his father, with his great big ears).
  • MaZulu vanoti ulufuzo kana izifuzo (Resemblance (physical or of manner); heredity).