Chaunga (nhamba)

Kubva Wikipedia

Muchidzidzo masvomhu shoko rokuti chaunga (multiple in English) rinoreva zhinji kana kuti zvakawanda.

  • Shoko reEnglish rokuti multiple rinobatanidza maviri anoti multi- rinoreva many or much uye -ply rinoreva fold. Saka Multiple rinoreva many fold.
  • KuChishana shoko rokuti chaunga rinotaura kubatananidzwa kwezvinhu zvichibva zvawanda zvikurusei zvinhu .

Tsika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Chaunga chevanhu - a multitude

Chivunga (accumulation).

Tsama kuMasvomhu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pamusoro pataurwa kuti izwi rokuti chaunga rakafanana nerekuti multiple kuEnglish.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaGungu vanoti mibalire (multiple) vachireva chaunga.
  • Saka pano tave kugona kutaura kuti 30 chaunga cha 3 na 10.