Chaparika

Kubva Wikipedia

Chaparika izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaMambwe vanoti -palika (to be or become a polygamist) vachireva kuparika vakadzi.
  • VaMambwe vanoti -palika (to undertake two different pieces of work successively) kureva kudungamidza mabasa maviri akasiyana.