Chabuta

Kubva Wikipedia

Chabuta mutambo unotambwa nemari yesirivha vachiti mumwe anokanda mari mudenga, vamwe vachifanirwa kufembera kuti divi richange rakatarira mudenga panomhara mari ichiwira pasi nderipi. Mutambo uyu mutambo wekubheja saka wakanga usingatenderwe pamutemo wehurumemnde. Vamwe vatauri vanodana chabuta kuti chigoza.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Vatauri veYao vanoti kugoseka (to be forbidden).
  • Vatauri veYao vanoti kuligosa (refrain one's self from).