Svetuka kuchirochemo

Bwanya sezita

Kubva Wikipedia

Bwanya izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Rumbidzai Bwanya; Norah Bwanya; Janet Bwanya; Regis Bwanya.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Bushong inoti buanya (n. forest, wood or woods, bush) kureva sango. Vanoti buala (n. sickness). Buana (n. childhood).
  • Bushong inoti buanya (n. talent, intelligence, skillfulness, wisdom, cleverness, sense, learning, deliberation, intellect, understanding, ability, advice).