Bongozozo
Mataridziko
- Bongozozo apa kureva boka guru revanhu uye ruzha rwavanoita.
- Bongozozo (riot, fighting in which many people join)
- Bongozozo
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Chopi vanoti pongo (v. noise).
![]() |
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |