Bheya

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
Brown bear feeding on infrequent, but predictable, salmon migrations in Alaska

Bheya (kutora shoko re Chingezi: bear) bhe kana bhee imhuka inodya nyama ine marudzi anowanikwa kumatunhu anoti: Mawondzanyemba eAmerika, Chamhembe cheAmerika, Yuropu, neEzhiya. Mabheya ane muviri muhombe, makumbo makobvu, nzeve diki nemamvere akanyanduka.

Mitauro yeAfrika[chinja | edit source]