Bhahari re Iyoni

Kubva Wikipedia

Bhahari re Iyoni (nge. Ionian sea; Chigiriki-chazvino: Ιόνιο Πέλαγος, Iónio Pélagos; Chiitari: Mar Ionio kana Mar Jonio; Chiharubhani: Deti Jon) ibhayi reBhahari re Medhiteraniya rakareba. Rakabatanidzana ne Bhahari re Adhiriya kumaodzanyemba, uye rakaganhukwa ne Chamhembe che Itari, zvichisinganisa Bhasirikata, Karabhiriya, Sisiri, uye mugimbakirwa we Sarendo kumadokero, chamhembe che Arubhaniya (ne madokero eApuriya, Itari) kumaodzanyemba, ne mugombe wekumadokero weVugiriki, zvichisanganisa Peroponisi.

Zvitsuwa zvikuru zvirimubhahari zvakagadzikwa nechekuruchamhembe charo, ndezveVugiriki. Zvinodanwa nezita rimwe rokuti Zvitsuwa zve Iyoni, zvikuru pakati pezvose zvichisanganisa Korifu, Kefaronya, Zakinthosi, Lefakadha, ne Itaka.