Banga sezita
Mataridziko
Banga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Kumbirai Banga; Augustine Banga; Tinashe Banga; Kevin Banga.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Sangho inoti banga (n. north) kureva maodzanyemba. Mamwe mazwi: bậnga (v. review).
- Sangho inoti bầnga (n. jaw) kureva shaya. Mamwe mazwi: bängö (seen).