Svetuka kuchirochemo

Audius Mtawarira

Kubva Wikipedia
Audius Mtawarira
Zita rake: Audius Tonderai Mtawarira
Zita resteji: Audius
Akazvarwa: 1977 (zera 44–45)

Chimbumu, Guruve, Zimbabwe

Ruvambo: Perth, Madokero eOstireriya,

Ostireriya

Jonera: Guruvhu ye ebheni
Basa: Muyimbi,

Munyori wenziyo,

Purojusa weRhekodhi

Chiridzwa: izwi
Webhusaiti: www.audiusonline.com/

Audius Tonderai Mtawarira (akazvarwa kuChimbumu, Guruve, Zimbabwe, 1977) muyimbi wechiZimbabwe munyori wenziyo uye mugadziri wemarhekodhi anozivikanwa nezita rake repasteji rokuti Audius. Kubva 1996 kusvika 2012 aigara kuOstireriya. PaMibayiro weMhanzi ye APRA ya 2009 ndiye akabudirira pamwehete ne we Urban Work of the Year kunyora "Running Back" nemuyimbi wayo, Jessica Mauboy, uye nemurhepa wekuAmerika, Sean Ray Mullins (aka Snob Scrilla).

  • 2002 - Audius
  • 2003 - Ever After
  • 2005 - Music and Me
  • 2008 - Day Like This - Blindfaith/Inertia
  • 2014 - House of Stones - Blindfaith
  • 2016 - PREDESTINATION - Blindfaith
  • 2020 - Blindfaith