Svetuka kuchirochemo

Anopota

Kubva Wikipedia

Anopota (to do often).

Kurerutsa Mutauro

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Munyaradzi anopota achienda kumunda kwaSekuru vake kundodzinga makudo.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Mang'anja vanoti kupota (to go round and round) zvichireva kupoterera.
  • Mang'anja vanoti potoloka (return as the wind or rain) zvichireva kupota ichidzoka semhepo kana mvura inonaya.
  • Mang'anja vanoti manzi a-pota-pota (the water eddies) zvichireva mvura inopotereka.