Anime

Kubva Wikipedia
musikana we hanime
musikana we hanime

Anime (kuChijapani:アニメ) ishoko re Chijapani rinoshandiswa pakutaura nezve "animesheni" kana "katuni". Ishoko rakabva kuChingezi, asi kudzimwe nzvimbo rinoturikirwa neshoko rekuti "Animesheni ye Chijapani", zvichireva wo kuti, Makatuni eChijapani. Asi muJapani, hanime inoshandisirwa chero mhando ye katuni zvisina basa ne chirevo mu mutauro wavo.

Mamwe makatuni anotarwa nemaoko, asi anogona kugadzirwa ne kombiyuta. Pane hanime zhinji dzakasiyana siyana; kune hanime yemajonera mazhinji senge masipoti, zvinotyisa uye rudo.

Mamwe makatuni ehanime mafirimu, asi wane makatuni emakarekita (characters) uye makarekita e animation panzvimbo yevanhu nenzvimbo.

Hanime inowanzo umbwa kubva kuzvinwadhi zvemakatuni echiJapani anonzi 'manga', uye manyayatsva emifananidzo. Dzimwe nguva manga ne hanime inogona kushandiswa kugadzira mafirimu ane vanhu futi.

Nhoroondo ye hanime muJapani inoteverwa kumashure kusvika kuma1900s.

Anime dzinozivikanwa[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Majonera e anime[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Ringai zve:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]