Amaiguru
Mataridziko
Amaiguru (aunty) zvinoreva zvinotera:
- Mukoma waAmai (mother's older sister).
- Mukadzi wemukoma waBaba (wife of father's older brother).
- Mukoma wemudzimai (wife's older sister).
- Mudzimai wemukoma (older brother's wife).
Amaiguru (aunty) zvinoreva zvinotera: