Zvipfeko
From Wikipedia
Zvipfeko zvinhu zvinorukwa zvichishandiswa kuvhara muviri wemunhu. Vanhu vanosimira zvipfeko nezvikonzero zvakasiyana zvinoti:
- Kupa muviri chiremera nokuti zvinonyadzisa kufamba munhu ari musvo.
- Kushongedza muviri zvichiratidzawo hupfumi hwemunhu netsika dzaanokoshesa.
- Kuvhara muvhiri kuti udziyirwe.
- Kudzivirira kukuvadzwa kwemuviri kana munhu ari kuita mabasa akarema.
- Kupfeka semucherechedzo wemhemberero dzakasiyanasiyana.