Bhachi

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Bhachi (Jacket in English) chipfeko chekumusoro chinovhara kubva pamapendekete kusvika muchiuno. Bhachi rinosonwa rine maoko marefu. Kune marudzi ema bhachi akasiyana siyana.