Tsika

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Tsika (culture in English) kana ichitaurwa pamusoro peboka revanhu izwi rinoreva kuhwerengedzwa kwezvinhu zvinosanganisira: mafungiro avo, zvavanotenda kwazviri, zvavanokoshesa nokuyeresa, uye ruzivo rwavainarwo. Tsika dzinosiyana pakati pemapoka evanhu akasiyana uye dzinosiyanawo nokufamba kwenguva muboka rimwechete revanhu.