Shondo

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Shondo imboro inenge yakabviswa ganda rekumberi, kana kuti inenge yakachecheudzwa. Varume vanoiswa shondo kana vachinge vasangana nematambudziko pakusvira kana kuti pakuchaya bonyora. Asi shondo dzinogona kuiswawo nekuda kwechitendero chevanhu vakasiyana siyana. Zvinonzi mboro dzine shondo dzino nonoka kubata hutachiwana hunotapudzirana pakusvirana, izvo zvinosanganisira sifirisi, gonoriya neAIDS. Tinoudzwa isu kuti vakadzi vanoti varume vane shondo ndivo vanonaka nenzira yekuti pamberi peganda ravo panenge patindivara pasisiri yatingati senzitivhi pachirungu. Izvi zvinoita kuti vakwanise kuramba vachikoira vasingatundi kwenguva yekareba. Pavanozotunda mbewu yavo inenge iri hobvu, ungati mukaka wakakora. Murume ainzi Charles Magazine aiva ne shondo.