Iyi imhuka inowanikwa muAfrica neAsia inoda kufanana negudo asi ine mumhu mudiki pane gudo. Tsoko dzinowanikwa munzvimbo zhinji muZimbabwe dzichigara musango.
Kune madzinza ane mutupo weshoko anosanganisira: