Rudzi

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Rudzi (Ethinic Group in English) vanhu vanotsaurwa nezvinotevera:

  • Mutauro mumwe wakafanana - imwe nguva kungaita mapoka madiki pasi perudzi vanosiyaniswa mutauro nemashoko ane chitsama asi mazwi mazhinji akafanana uye vachigona kunzwanana. Muchinyorwa chino pari kunzi VaShona rudzi rwumwe rune vanhu vane rurimi rwunosiyana apo neapo.

Ndimi dzevaShona dzinosanganisira: Chizezuru, ChiManyika, ChiKaranga, ChiKorekore.

  • Vanhu vane ruvara rweganda rwakafanana.
  • Vanhu vane tsika nemagariro akada kufanana.
  • Vanhu vane nhoroondo yemadzitateguru inodyidzana kwemazera mazhinji.

[chinja] Kujekesa

Maonero ekuti rudzi chii anosiyana-siyana zvichibva nokuti munhu ari kupi uye ari kutaura nani. Somuenzaniso:

Personal tools
Namespaces

Variants
Actions
Banguranyika
Maturuzi
Mimwe Mitauro