Bhuku (Book in English) chinyorwa chakabatanidzwa mapepa kuva bumbiro rimwe ringava nenyaya imwe kana nyaya dzkawanda.
Bhuku rinonyanya kudhindiswa Pasirose ndiro bhaibheri