Rhekeni
From Wikipedia
Rhekeni (Sling-shot) chombo chinoshandiswa kukanda dombo chinogadzirwa nemuti wakaita mhanda kana kuti kuumbwa kwa Y. Mupira unosungirwa kumativi maviri emhanda uchinopinda pachukumbha panova ndipo panoiswa dombo kana rokandwa. Rhekeni inonyanya kushandiswa kupfura shiri asi vamwe vanoshndisawo sechombo chokuzvidzivirira.