Njiva

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Njiva[1]

Njiva (dove) rudzi rweshiri inowanikwa muAfrica.

Njiva rupinda, njiva rupiri kana chigurawasakura imhando yenjiva ine mutsipa usina bhande jena. Kudunhu reMasvingo kune nzvimbo inonzi Rupiri. Zita rokuti Rupiri rinogona kuva rinoreva kuti munhu uyu akaripa nerupiri.