Nhunzi kapembenene kanowanikwa Pasirose kanowanikwa mudzimba uye munzvimbo dzinogara vanhu. Nhunzi inotakura zvirwere.
Nhunzi inokura kuita 8-12mm, uye nzvari dzakakura pane mikono yacho.