Ngoma

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
African bass drums.JPG

Ngoma chiridzwa chinogadzirwa nedanda rine mhango pakati rinokakwa dehwe kune rimwe divi kana kuti mativi ose. Ngoma inoridzwa nemaoko kana nezvimiti.


Tsumo netsika[chinja | edit source]

  • Kangoma kanorira kachiti kwangu kwangu - apa kureva kuti munhu kana achitaura anonatsa zviri kudivi rekwake.
  • Kangoma kunyanya kurira kanotsemuka.


Mukutaura kwemazuvano mangoma zvinoreva nziyo zvikurusei nziyo dzemafaro dzakaita semuseve; ragga, reggae zvichingodaro.