Mhango

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Seed cavity of C. maxima fruit.JPG

Mhango (cavity in English) zvinoreva buri riri pakati pechiumbwa. Mhango inonyanya kutaurwa kana buri riri diki kana zvichifananidzwa nehurefu kana hwasha hwechiumbwa.

Mhango inotaurwa pamiti, nemazino zvakare.