Muururo

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Muururo kana kuti mbururo (Auger) zvinoreva chibooreso chine kuumbwa kana shepi yezononoko chinoshandiswa kuboora maburi pamapurnga.