Duri neMutswi

From Wikipedia
(Redirected from Mutswi)
Jump to: navigation, search

Duri neMutswi (large food preparation mortar and pestle) mudziyo unoshandiswa kupwanya kana kuti kutswa mbeu dzinodyiwa dzakaita sechibage; nzungu; zviyo; mhunga nezvimwewo. Duri rinoshandiswa pamwe nemutswi.

MuZimbabwe duri rinoshandiswa pakutswa nzungu panogadzirwa dovi uye chibage panogadzirwa manhuchu. Kudzvura kunogona kushandwa nemunhu mumwe chete aine mutswi mumwe kana kuitwa nevanhu vaviri vaine mutswi miviri muduri rimwechete.