Joshua Nkomo

Kubva Wikipedia

Joshua Nkomo Igamba rehondo yeChimurenga yakarwiwa nechinangwa chekusunungura nyika yeZimbabwe kubva kuutongi hweudzvanyiriri hwevarungu vakabva kuBritain..

Joshua Nkomo akatungamira mabato ezvematongerwo enyika airwira rusungnguko rwevatema muZimbabwe. Pakavhotewa muna 1980 vaNkomo vaitungamira bato rePF Zapu iro rakawana zvigaro zvizhinji kumatunhu eMatebeleland.

VaNkomo vaibva kudunhu reKezi uye vakanga vari verudzi rwemaKalanga runowanikwa kuMatebeleland.