Mukamba

Kubva Wikipedia
The shrimp Palaemon serratus of the infraorder Caridea

Mukamba kana mikamba pakuwanda (Shrimp or prawn) izwi rinotaurwa kuChuabo richireva kapuka kanowanikwa mugungwa kana mufananidzo uri pano.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaWabo vanoti Koombwe (shrimp).