Mudyamhofu
Mudyamhofu, mudyavarungu, munyimonyimo, mupumhanhuka, kana mupuri, (n. Ekebergia benguelensis) rudzi rwemuti unowanikwa muZimbabwe nedzimwe nyika dzekuchamhembe kweAfrica.
Kurapa[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- Zvinonzi makwati emudyamhofu anotapwa mushonga unorapa kusabereka muvarume.
- Mudzi wemupuri unotapwa mushonga unorapa jeko muvakadzi.
Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- Kana mazita emimwe mitauro awanikwa achaiswa pano.