Svetuka kuchirochemo

Muchiri sezita

Kubva Wikipedia

Muchira izita remhuri muZimbabwe neKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Sekai Muchira; Nyasha Muchira; Pardon Muchira; Joanne Muchira.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Kikuyu vanoti kochira (v. reign; adjudge). Mamwe mazwi: kochora (to settle; to decide). Machira (n. council; adjudication).
  • KiKuyu vanoti chira (n. decision; discussion).
  • BaKalanga vanoti chila (live; survive) kurarama kana kupona. Mamwe mazwi: buchilo (life) kureva hupenyu.
  • Nsenga vanoti chila (v. live upon). Mamwe mazwi: chizhya (v. maintain, support life, give food to).
  • Lunda vanoti mukila (n. queue) kureva mudungwe. Kinande vanoti omukira (a sub-ethnicity).