Mhini

Kubva Wikipedia
  • Mhini (1. Docked tail. Animal with docked tail) apa kureva chimhini, imbwa yakadimburwa muswe.
  • Mhini (Body of murdered person), semuenzaniso, Padzivo pakaitwa mhini: someone was killed at the fight. Akaona mhini yomunhu: he saw the corpse of a murdered person.


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.