Chitunha

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Chitunha

Chitunha (corpse in English) zvinoreva mutumbi wemunhu akafa. Chitunha chinochengetwa munzvimbo inotonhora kuti chisashata kusvika panguva yokuvigwa. Kumamisha kusina zvipatara vanhu vanoda kukasika kuviga munhu afa; vazhinji vanoviga nezuva rechitatu mushure mokunge munhu afa.