Mheni

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Blitze IMGP6376 wp.jpg

Mheni (Lightning) zvinoreva kupenya kunoitika kubva pasi kuenda kudenga kumakore kunoitika pamwe nema bhanan'ana. Mheni imhando yemagetsi.

Muvangwa wemheni (lightning streak) ndiwo mutsetse unoonekwa kupenya mudenga. Nokuda kwokuti chiedza chine spidhi inodarika yemuriro, muvangwa wemheni ndiwo unotanga kuonekwa bhanan'ana richizotevera mumashure.