Mukosho
From Wikipedia
Mukosho - unogona kunzi mupedzazviyo, mudhidhi kana horo. Ndiro buri rinoraswa naro tsvina inosara panogaiwa chikafu mudumbu, kuraswa uku kunonzi kumama asi muchishona chakavanzika kunonzi kuita tsvina.
Zvinobuda nepamukosho zvinonhuwa samare uye zvinofanirwa kubviswa panogara vanhu nekuti zvinounza zvirwere. Kunyangwe zvawo uchibudisa zvinonhuwa kudai Mukosho unoshandiswawo neNgochani uye nevamwe vakadzi sebeche rechipiri kana kuti senhengo yekurarana nayo ichienzaniswa nesikarudzi yemukadzi. Ngochani varume vanorara nevarume.
mukosho unogonawo kunzi mulaso