Matongerwo eNyika
From Wikipedia
Matongerwo enyika mubatanidzwa wezvidzidzo zvinoenderana nekuti nyika yofambiswa sei mberi, budiriro yenyika uye ongororo yezvinoitwa nehurumende dzepasi rese.