Mandundu

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Great Dyke, Zimbabwe rinotevedza mandundu emakomo kuba kuMaodzanyemba zvichienda kuchamhembe.

Muchidzidzo Taranyika mandundu (Mountain range) zvinoreva dungwe remakomo akatevedzana anoramba achienda. Mamwe mazita anopiwa makomo akaita dungwe kudai anoti: dungwerungwe, dungwiza kana kuti hwenze.

MuZimbabwe mandundu anowonekwa achitevedza mugwagwa unobva Harare kuenda Norton ari kuMabvazuva kwemugwagwa. Mandundu anowonekwazve achitevedza mugwagwa unobva Bindura kuenda kuMazowe.

Makomo Andes, achionekwa mudenga - ndiwo mandundu ane nhambwe yakarebesa Pasirose