Mandundu eJecha

Kubva Wikipedia

Mandundu eJecha (n. Sand dunes) izita riri kushandiswa pano kududza makomo ejecha anowanikwa mumagwenga akadai seGwenga reNamib neGwenga reSahara.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]