Kunatsa

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Kunatsa (Refining in English) zvinoreva kuchenesa simbi kunobvisa manyara asingadiwe musimbi iyi. Simbi dzinonatswa nenzira dzakasiyana dzinosanganisira: kunyautsa nemoto; kunyunguditsa nekupatsanura zvine huduma hwakasiyana; kuchenesa nenzira dzinotsauranisa nemagetsi.