Kumimina (filtration in English) inzira inoshanda kupatsanura magodo kubva kumutuvi kana mvura. Somuenzaniso kana munhu ari kunwa tea yemasamba asiri mu teabag anoshandisa kasefa kanomimina masamba kuti apatsanurwe kubva ku tea yaanoda kunwa.